Exodus 21:27 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana akaroʋa muranda wake kana murandakadzi wake, zino rake rikabva, unofanira kumurega kuti aende hake nokuɗa kwezino rake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye kana akabvisa zino romurandarume kana romurandakadzi, anofanira kurega muranda aende akasununguka kuti atsive zino rake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana munhu akarova zino romuranda wake, wechirume kana wechikadzi, zino racho rikaguka, ngaasunungure muranda iyeyo pamusana pezino rake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana akarova muranda wake kana murandakadzi wake, zino rake rikabva, anofanira kumurega kuti aende hake nokuda kwezino rake.
Shona 2009?
Kana akarova muranda wake kana murandakadzi wake, zino rake rikabva, anofanira kumurega kuti aende hake nokuda kwezino rake.
Shona SUB 2002 Bible
Kana akarova muranda wake kana murandakadzi wake, zino rake rikabva, anofanira kumurega kuti aende hake nokuda kwezino rake.