Exodus 21:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana acipinda ari oga, unofanira kuɓuɗa ari oga; kana anomukadzi, mukadzi wake unofanira kuɓuɗa naye.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana akauya ari oga, anofanira kusunungurwa aende ari oga; asi kana ano mukadzi pakuuya kwake, anofanira kuenda nomukadzi wake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana munhu akatengwa achingova iye oga ngaaende zvake ari oga, asi kana akatengwa aine mudzimai ngaaende pamwechete nomudzimai wake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana achipinda ari oga, anofanira kubuda ari oga; kana ano mukadzi, mukadzi wake anofanira kubuda naye.
Shona 2009?
Kana achipinda ari oga, anofanira kubuda ari oga; kana ano mukadzi, mukadzi wake anofanira kubuda naye.
Shona SUB 2002 Bible
Kana achipinda ari oga, anofanira kubuda ari oga; kana ano mukadzi, mukadzi wake anofanira kubuda naye.