Exodus 21:30 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana aciŋge atarirwa rudzikinuro, unofanira kuripa ɀose ɀaatarirwa, kuti adzikinure ʋupenyu bgake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kunyange zvakadaro hazvo, kana pachidikanwa muripo unobva kwaari angadzikinura hake upenyu hwake nokuripa zvose zvazvo zvinodikanwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi kana muridzi wemombe iyoyo akanzi aripe, ngaaripe zvose zvinotemwa nedare kuti iye agorega kuurayiwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana achinge atarirwa rudzikinuro, anofanira kuripa zvose zvaatarirwa, kuti adzikinure upenyu hwake.
Shona 2009?
Kana achinge atarirwa rudzikunuro, anofanira kuripa zvose zvaatarirwa, kuti adzikunure upenyu hwake.
Shona SUB 2002 Bible
Kana achinge atarirwa rudzikinuro, anofanira kuripa zvose zvaatarirwa, kuti adzikinure upenyu hwake.