Exodus 21:31 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kunyaŋge ikatuŋga mŋanakomana kana mŋanasikana ʋanofanira kumuitira nomurairo uyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Murayiro uyu unobatawo kana hando iyi yatunga mwanakomana kana mwanasikana.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kunyange mombe ikatunga mwana mukomana kana musikana ikamuuraya, mutongero wacho mumwechetewo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kunyange ikatunga mwanakomana kana mwanasikana vanofanira kumuitira nomurayiro uyu.
Shona 2009?
Kunyange ikatunga mwanakomana kana mwanasikana vanofanira kumuitira nomurayiro uyu.
Shona SUB 2002 Bible
Kunyangwe ikatunga mwanakomana kana mwanasikana vanofanira kumuitira nomurairo uyu.