Exodus 21:33 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana munhu akadziʋura gomba, ʋuye kana munhu akacera gomba, akasaridziʋira, nzombe kana mboŋgoro ikawira’mo,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Kana munhu akafukunura gomba kana kuchera rimwe gomba uye akarega kurifusira uye nzombe kana mbongoro ikawira mariri,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Kana munhu akasiya zvake mugodhi usina kukwidibirwa, kana kuti ochera mugodhi osiya usina kukwidibirwa, mombe kana dhongi rowira imomo,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana munhu akadziura gomba, uye kana munhu akachera gomba, akasaridzivira, nzombe kana mbongoro ikawiramo,
Shona 2009?
Kana munhu akadziura gomba, uye kana munhu akachera gomba, akasaridzivira, nzombe kana mbongoro ikawiramo,
Shona SUB 2002 Bible
Kana munhu akadziura gomba, uye kana munhu akachera gomba, akasaridzivira, nzombe kana mbongoro ikawiramo,