Exodus 21:34 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
muridzi wegomba unofanira kuripa, unofanira kuɓuɗisira muridzi wayo mari, asi cipfuwo cakafa cicaʋa cake
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
muridzi wegomba anofanira kuripa kurasikirwa uku; anofanira kuripira muridzi wayo, uye chipfuwo chafa chichava chake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
muridzi womugodhi ngaaripiswe. Ngaape mari kumuridzi wechipfuwo chafa, iye achitore chive chake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
muridzi wegomba anofanira kuripa, anofanira kubudisira muridzi wayo mari, asi chipfuwo chakafa chichava chake.
Shona 2009?
muridzi wegomba anofanira kuripa, anofanira kubudisira muridzi wayo mari, asi chipfuwo chakafa chichava chake.
Shona SUB 2002 Bible
muridzi wegomba anofanira kuripa, anofanira kubudisira muridzi wayo mari, asi chipfuwo chakafa chichava chake.