Exodus 21:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi kana iye muranda akati: Ndinoɗa tenzi waŋgu nomukadzi waŋgu naʋana ʋaŋgu, handiɗi kuɓuɗa haŋgu;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Asi muranda akati, ‘Ndinoda tenzi wangu uye mukadzi wangu navana uye handisi kuda kusunungurwa,’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi kana muranda akatengwa wacho akati, ‘Ini ndinoda tenzi wangu, ndinodawo mudzimai wangu navana, musandisunungure zvenyu kuti ndiende,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi kana iye muranda akati, “Ndinoda tenzi wangu nomukadzi wangu navana vangu, handidi kubuda hangu”;
Shona 2009?
Asi kana iye muranda akati, "Ndinoda tenzi wangu nomukadzi wangu navana vangu, handidi kubuda hangu";
Shona SUB 2002 Bible
Asi kana iye muranda akati, “Ndinoda tenzi wangu nomukadzi wangu navana vangu, handidi kubuda hangu”;