Exodus 21:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana akamuwanisa nomŋanakomana wake, unofanira kumuitira nenzira yaʋakunda.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana akamusarudzira mwanakomana wake, anofanira kumupa kodzero dzomwanasikana.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana murume akamutengera kupa mwanakomana wake, ngaamuitire zvaangaitire mwanasikana wake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana akamuwanisa nomwanakomana wake, anofanira kumuitira nenzira yavakunda.
Shona 2009?
Kana akamuwanisa nomwanakomana wake; anofanira kumuitira nenzira yavakunda.
Shona SUB 2002 Bible
Kana akamuwanisa nomwanakomana wake, anofanira kumuitira nenzira yavakunda.