Exodus 22:17 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana ɓaɓa ʋake ʋakaramba cose kumupa iye, unofanira kuripa mari yakaenzana neroʋoro yaʋasikana.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana baba vake vasingadi zvachose kuti vamupe kwaari, anofanira bedzi kubvisa roora rinobvisirwa mhandara.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana baba vomusikana varambisisa kuti murume iyeyo amuroore, ngaangobvisiswa muripo unokwanirana neroora rinobvisirwa mhandara.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana baba vake vakaramba chose kumupa iye, anofanira kuripa mari yakaenzana neroora yavasikana.
Shona 2009?
Kana baba vake vakaramba chose kumupa iye, anofanira kuripa mari yakaenzana neroora yavasikana.
Shona SUB 2002 Bible
Kana baba vake vakaramba chose kumupa iye, anofanira kuripa mari yakaenzana neroora ravasikana.