Exodus 22:19 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Aninani unoʋata necipfuwo, ɀirokwaɀo unofanira kuʋurawa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Ani naani anoita chipfuwo mukadzi anofanira kuurayiwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Munhu anenge aita chakaipa nemhuka ngaaurayiwe.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ani naani anovata nechipfuwo, zvirokwazvo anofanira kuurawa.
Shona 2009?
Ani naani anovata nechipfuwo, zvirokwazvo anofanira kuurawa.
Shona SUB 2002 Bible
Ani naani anovata nechipfuwo, zvirokwazvo anofanira kuurayiwa.