Exodus 22:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana mbava ikasawanikwa, muridzi weimba unofanira kusweɗera kunaMŋari, kuti ɀiʋonekwe kana iye asina‐kuisa ruʋoko rwake panhumbi dzowokwake,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi kana mbavha isina kuwanikwa, muridzi wemba anofanira kumira pamberi pavatongi kuti zvionekwe kana akaisa ruoko rwake pazvinhu zvomumwe munhu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana mbavha ichinge isina kuzikanwa, muridzi wemba iyeyu nyakubirwa ngaaunzwe kuna Mwari kudare azopika mhiko yokuti haana kuba zvinhu zvaakanga akachengeteswa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana mbavha ikasawanikwa, muridzi weimba anofanira kuswedera kuna Mwari, kuti zvionekwe kana iye asina kuisa ruoko rwake panhumbi dzowokwake,
Shona 2009?
Kana mbavha ikasawanikwa, muridzi weimba anofanira kuswedera kuna Mwari, kuti zvionekwe kana iye asina kuisa ruoko rwake panhumbi dzowokwake,
Shona SUB 2002 Bible
Kana mbavha ikasawanikwa, muridzi wemba anofanira kuswedera kuna Mwari, kuti zvionekwe kana iye asina kuisa ruoko rwake panhumbi dzowokwake,