Exodus 23:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Usaita makuhwa; usaɓatsirana nowakaipa pakuita capupu cisakarurama.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Usaparadzira mashoko enhema. Usabatsira munhu akaipa nokuva chapupu chakaipa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Usafambise makuhwa. Usarangane nomunhu ane mhosva kuti uzomupupurira zvenhema.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Usapupurira mumwe nhema; usabatsirana nowakaipa pakuita chapupu chisakarurama.
Shona 2009?
Usapupurira mumwe nhema; usabatsirana nowakaipa pakuita chapupu chisakarurama.
Shona SUB 2002 Bible
Usapupurira mumwe nhema; usabatsirana nowakaipa pakuita chapupu chisakarurama.