Exodus 23:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Dɀara munda wako makore matanhatu, ucikohwa ɀiɓereko ɀawo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Makore matanhatu munofanira kudyara minda yenyu mugokohwa zvirimwa,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Rima zvako munda wako kwamakore matanhatu, uchikohwa mbesa dzawo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Dyara munda wako makore matanhatu, uchikohwa zvibereko zvawo.
Shona 2009?
Dzvara munda wako makore matanhatu, uchikohwa zvibereko zvawo.
Shona SUB 2002 Bible
Dyara munda wako makore matanhatu, uchikohwa zvibereko zvawo.