Exodus 23:18 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Usandiʋigira ropa reciɓayiro caŋgu pamŋe cete neciŋgwa cakaʋiriswa; namafuta omutambo waŋgu arege kuʋata ʋusiku bgose kuȿikira maŋgwana.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Musapa ropa rechibayiro kwandiri pamwe chete nechinhu chipi zvacho chine mbiriso. “Mafuta ezvipiriso zvangu zvomutambo haafaniri kuchengetwa kusvikira mangwana mangwanani.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Musapire kwandiri ropa rechibayiro pamwechete nechingwa chine mbiriso. Mafuta ezvibayiro zvamunondibayira pamazuva makuru musaasiye kusvikira mangwana.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Usandivigira ropa rechibayiro changu pamwechete nechingwa chakaviriswa; namafuta omutambo wangu arege kuvata usiku hwose kusvikira mangwana.
Shona 2009?
Usandivigira ropa rechibayiro changu pamwechete nechingwa chakaviriswa; namafuta omutambo wangu arege kuvata usiku hwose kusvikira mangwana.
Shona SUB 2002 Bible
Usandivigira ropa rechibayiro changu pamwechete nechingwa chakaviriswa; namafuta omutambo wangu arege kuvata usiku hwose kusvikira mangwana.