Exodus 23:20 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Tarira, ndinotuma mutumŋa pamberi pako, akuceŋgete panzira, akuise panɀimbo yandakakugadzirira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Tarirai, ndiri kutumira mutumwa pamberi penyu kuti akuchengetei munzira uye kuti akusvitsei kunzvimbo yandakakugadzirirai.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Chinzwai, ndava kutuma mutumwa wangu achakutungamirirai, achikuchengetai murwendo, anondokusvitsai kunyika yandakakugadzirirai.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Tarira, ndinotuma mutumwa pamberi pako, akuchengete panzira, akuise panzvimbo yandakakugadzirira.
Shona 2009?
Tarira, ndinotuma mutumwa pamberi pako, akuchengete panzira, akuise panzvimbo yandakakugadzirira.
Shona SUB 2002 Bible
Tarira, ndinotuma mutumwa pamberi pako, akuchengete panzira, akuise panzvimbo yandakakugadzirira.