Exodus 23:24 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Usafugamira ʋamŋari ʋaʋo, kana kuʋashumira, kana kuteʋera maɓasa aʋo; asi unofanira kuʋaparadza cose, nokuputsanya shoŋgwe dzaʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Musapfugamira vamwari vavo kana kuvanamata kana kuwadzana namabasa avo. Munofanira kuvaparadza uye mugoputsa matombo avo anoyera.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Musapfugamire vamwari vavo, kana kuvanamata, kunyange kutevedzera zviito zvavanhu ivavo. Asi nyatsoputsai zvifananidzo zvavo zvokunamata, muparadze shongwe dzamabwe dzakamisirwa vamwari vavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Usapfugamira vamwari vavo, kana kuvashumira, kana kutevera mabasa avo; asi unofanira kuvaparadza chose, nokuputsanya shongwe dzavo.
Shona 2009?
Usapfugamira vamwari vavo, kana kuvashumira, kana kutevera mabasa avo; asi unofanira kuvaparadza chose, nokuputsanya shongwe dzavo.
Shona SUB 2002 Bible
Usapfugamira vamwari vavo, kana kuvashumira, kana kutevera mabasa avo; asi unofanira kuvaparadza chose, nokuputsanya shongwe dzavo.