Exodus 23:30 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndicanatsoʋadziŋga pamberi pako, kuȿikira maʋa ʋazhinji, upiwe nyika iʋe nhaka yako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndichavabvisa pamberi penyu zvishoma zvishoma, kusvikira manyatsowanda kuti mutore nyika.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kashoma nakashoma ndichafanokudzingirai vanhu ivava kudzamara imi mazova vazhinji, nyika maiita yenyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndichanyatsovadzinga pamberi pako, kusvikira mava vazhinji, upiwe nyika ive nhaka yako.
Shona 2009?
Ndichanyatsovadzinga pamberi pako, kusvikira mava vazhinji, upiwe nyika ive nhaka yako.
Shona SUB 2002 Bible
Ndichanyatsovadzinga pamberi pako, kusvikira mava vazhinji, upiwe nyika ive nhaka yako.