Exodus 23:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana ukasoŋgana nenzombe kana mboŋgoro yakarashika yomuʋeŋgi wako, ɀirokwaɀo unofanira kuidzosera kwaari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Kana ukaona nzombe yomuvengi wako kana mbongoro yake yarasika, ona kuti waidzosera kwaari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Kana ukaona mombe kana kuti dhongi romuvengi wako rarasika unofanira kuridzorera kwaari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana ukasangana nenzombe kana mbongoro yakarasika yomuvengi wako, zvirokwazvo unofanira kuidzosera kwaari.
Shona 2009?
Kana ukasangana nenzombe kana mbongoro yakarasika yomuvengi wako, zvirokwazvo unofanira kuidzosera kwaari.
Shona SUB 2002 Bible
Kana ukasangana nenzombe kana mbongoro yakarasika yomuvengi wako, zvirokwazvo unofanira kuidzosera kwaari.