Exodus 23:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Usatambudza mutorwa, nokuti munoziʋa mŋoyo womutorwa, ɀamakaŋga muri ʋatorwa munyika yeEgipita.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Musadzvinyirira mutorwa; imi pachenyu munoziva kuti zvakaita sei kuva mutorwa, nokuti makanga muri vatorwa muIjipiti.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Usabate mutorwa zvakaipa. Imi munoziva wani upenyu hwomutorwa nokuti imi maivawo vatorwa kunyika yeIjipiti.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Usatambudza mutorwa, nokuti munoziva mwoyo womutorwa, zvamakanga muri vatorwa munyika yeIjipiti.
Shona 2009?
Usatambudza mutorwa, nokuti munoziva moyo womutorwa, zvamakanga muri vatorwa munyika yeIjipiti.
Shona SUB 2002 Bible
Usatambudza mutorwa, nokuti munoziva mwoyo womutorwa, zvamakanga muri vatorwa munyika yeIjipiti.