Exodus 24:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi haana‐kutambanudzira ruʋoko rwake kuʋakuru iʋaʋo ʋaʋana ʋaIsraeri; ʋakaʋona Mŋari, ʋakadya, ʋakanwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi Mwari haana kusimudza ruoko rwake pamusoro pavatungamiri vavaIsraeri ava; vakaona Mwari, uye vakadya vakanwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi haana kuparadza vakuru vakuru vevaIsiraeri ivavo. Vakaona Mwari, kudya vakadya, kunwa vakatonwawo zvavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi haana kutambanudzira ruoko rwake kuvakuru ivavo vavana vaIsiraeri; vakaona Mwari, vakadya, vakanwa.
Shona 2009?
Asi haana kutambanudzira ruoko rwake kuvakuru ivavo vavana vaIsiraeri; vakaona Mwari, vakadya, vakamwa.
Shona SUB 2002 Bible
Asi haana kutambanudzira ruoko rwake kuvakuru ivavo vavana VaIsiraeri; vakaona Mwari, vakadya, vakanwa.