Exodus 24:17 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kubginya kwaJehova kukaʋonekwa naʋana ʋaIsraeri kwakaita somŋoto unopisa kwaɀo, uri pamusoro wegomo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
KuvaIsraeri, kubwinya kwaJehovha kwaitaridzika somoto unoparadza uri pamusoro pegomo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kupenya kwokuvapo kwaTenzi kwakanga kwakaita somoto wairirima pamusoro pegomo pakuona kwavaIsiraeri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kubwinya kwaJehovha kukaonekwa navana vaIsiraeri kwakaita somoto unopisa kwazvo, uri pamusoro wegomo.
Shona 2009?
Kubwinya kwaJehovha kukaonekwa navana valsiraeri kwakaita somoto unopisa kwazvo, uri pamusoro wegomo.
Shona SUB 2002 Bible
Kubwinya kwaJehovha kukaonekwa navana VaIsiraeri kwakaita somoto unopisa kwazvo, uri pamusoro wegomo.