Exodus 24:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Mosesi akaʋuya akaʋudza ʋanhu mashoko ose aJehova, neɀaakaŋga atema ɀose, ʋanhu ʋakapindura nenzwi rimŋe, ʋakati: Mashoko ose akarebga naJehova ticaaita.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mozisi akati aenda kundoudza vanhu mashoko ose nemirayiro yose yaJehovha, ivo vakati nenzwi rimwe chete, “Tichaita zvinhu zvose zvakarehwa naJehovha.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mosesi akandoudza vaIsiraeri zvose zvakarehwa naTenzi nemirao yose. Vanhu vose vakapindura pamwechete vachiti, “Tichaita zvose zvataurwa naTenzi.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Mosesi akauya akaudza vanhu mashoko ose aJehovha, nezvaakanga atema zvose, vanhu vakapindura nezwi rimwe vakati, “Mashoko ose akarehwa naJehovha tichaaita.”
Shona 2009?
Zvino Mozisi akauya akaudza vanhu mashoko ose aJehovha, nezvaakanga atema zvose, vanhu vakapindura nenzwi rimwe vakati, "Mashoko ose akarehwa naJehovha tichaaita."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Mosesi akauya akaudza vanhu mashoko ose aJehovha, nezvaakanga atema zvose, vanhu vakapindura nezwi rimwe vakati, “Mashoko ose akarehwa naJehovha tichaaita.”