Exodus 24:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akatora buku yesuŋgano akaraʋa ʋanhu ʋaciɀinzwa; iʋo ʋakati: Ɀose ɀarebga naJehova ticaɀiita, ticaterera.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo akatora Bhuku reSungano akariverengera vanhu. Ivo vakati, “Tichaita zvinhu zvose zvakarehwa naJehovha; tichazviteerera.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akazotora bhuku rechitenderano akariverenga vanhu vachinzwa. Vanhu vakati, “Zvose zvarehwa naTenzi tichazviita, tichava vanhu vanoteerera.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akatora bhuku yesungano, akarava vanhu vachizvinzwa; ivo vakati, “Zvose zvarehwa naJehovha tichazviita, tichateerera.”
Shona 2009?
Akatora bhuku yesungano, akarava vanhu vachizvinzwa; ivo vakati, "Zvose zvarehwa naJehovha tichazviita, tichateerera."
Shona SUB 2002 Bible
Akatora bhuku yesungano, akarava vanhu vachizvinzwa; ivo vakati, “Zvose zvarehwa naJehovha tichazviita, tichateerera.”