Exodus 24:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Mosesi akatora ropa akarisasa pamsoro paʋanhu, akati: Tarirai ropa resuŋgano yakaitwa naJehova nem pamsoro pamashoko iwaya ose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Mozisi akatora ropa, akarisasa pamusoro pavanhu uye akati, “Iri iropa resungano yaitwa naJehovha nemi maererano namashoko aya ose.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mosesi akatora ropa riya ndokurisasa pavanhu, achiti, “Ropa iri, nderechitenderano chaTenzi chaaita nemi maererano nemirao yaakupai.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Mosesi akatora ropa akarisasa pamusoro pavanhu, akati, “Tarirai ropa resungano yakaitwa naJehovha nemi pamusoro pamashoko iwaya ose.”
Shona 2009?
Ipapo Mozisi akatora ropa akarisasa pamusoro pavanhu, akati, "Tarirai ropa resungano yakaitwa naJehovha nemwi pamusoro pamashoko iwaya ose."
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Mosesi akatora ropa akarisasa pamusoro pavanhu, akati, “Tarirai ropa resungano yakaitwa naJehovha nemi pamusoro pamashoko iwaya ose.”