Exodus 25:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ŋgaʋaite areka yamatanda omuakasia, kureɓa kwayo kunofanira kuʋa makubiti maʋiri nehafu, noʋupamhi bgayo kubiti rimŋe nehafu, nokukwirira kwayo kubiti rimŋe nehafu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Uite kuti vaite bhokisi ramatanda omuakasia, rakareba makubhiti maviri nehafua, upamhi kubhiti nehafub, uye kubhiti nehafu pakukwira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Vanofanira kugadzira bhokisi rechitenderano ramapuranga omuunga. Urefu hwaro huri masendimita zana rine gumi, upamhi hwaro huite masendimita makumi matanhatu, kudzika kwaro ngakuitewo masendimita makumi matanhatu namatanhatu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Ngavaite areka yamatanda omuakasia, kureba kwayo kunofanira kuva makubhiti maviri nehafu, noupamhi hwayo kubhiti rimwe nehafu, nokukwira kwayo kubhiti rimwe nehafu.
Shona 2009?
"Ngavaite areka yamatanda omuakasia, kureba kwayo kunofanira kuva makubhiti maviri nehafu, noupamhi hwayo kubhiti rimwe nehafu, nokukwira kwayo kubhiti rimwe nehafu.
Shona SUB 2002 Bible
“Ngavaite areka yamatanda omuakeshia, kureba kwayo kunofanira kuva makubhiti maviri nehafu, noupamhi hwayo kubhiti rimwe nehafu, nokukwira kwayo kubhiti rimwe nehafu.