Exodus 25:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Uʋeze matanda omuakasia, ndokuafukidza nendarama.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo mugoita matanda omuakasia uye negoridhe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Unoveza mapango omuunga, woanamirira ndarama,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Uveze matanda omuakasia, ndokuafukidza nendarama.
Shona 2009?
Uveze matanda omuakasia, ndokuafukidza nendarama.
Shona SUB 2002 Bible
Uveze matanda omuakeshia, ndokuafukidza nendarama.