Exodus 25:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Matanda anofanira kugara muɀindori ɀeareka, ŋgaarege kubviswa kwaɀiri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Matanda anofanira kugara ari mumhete dzebhokisi iri; haafaniri kubviswa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mapango iwayo anofanira kugara ari mumaringi ebhokisi, arege kubviswamo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Matanda anofanira kugara muzvindori zveareka, ngaarege kubviswa kwazviri.
Shona 2009?
Matanda anofanira kugara muzvindori zveareka, ngaarege kubviswa kwazviri.
Shona SUB 2002 Bible
Matanda anofanira kugara muzvindori zveareka, ngaarege kubviswa kwazviri.