Exodus 25:17 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Uite ʋo cifunhiro cokuyananisa nendarama yakaiȿo‐naka; kureɓa kwaco makubiti maʋiri nehafu, noʋupamhi bgaco kubiti rimŋe nehafu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Muite chifunhiro chokuyananisa chegoridhe rakaisvonaka, makubhiti maviri nehafuc pakureba uye kubhiti nehafud paupamhi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Unofanirawo kugadzira hwidibiro yendarama chaiyo yakanakisisa. Urefu hwayo huite masendimita zana rine gumi. Upamhi hwayo huite masendimita makumi matanhatu ane matanhatu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Uitewo chifunhiro chokuyananisa nendarama yakaisvonaka; kureba kwacho makubhiti maviri nehafu; noupamhi hwacho kubhiti rimwe nehafu.
Shona 2009?
Uitewo chifunhiro chokuyananisa nendarama yakaisvonaka; kureba kwacho makubhiti maviri nehafu; noupamhi hwacho kubhiti rimwe nehafu.
Shona SUB 2002 Bible
Uitewo chifunhiro chokuyananisa nendarama yakaisvonaka; kureba kwacho makubhiti maviri nehafu; noupamhi hwacho kubhiti rimwe nehafu.