Exodus 25:19 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ita kerubi rimŋe pamuromo mumŋ nerimŋe kerubi panomumŋe muromo; uite makerubi pamiromo yaco miʋiri ɀiʋe cinhu cimŋe necifunhiro cokuyananisa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Muite kerubhi rimwe chete kuno rumwe rutivi uye kerubhi rechipiri kuno rumwe rutivi; muite bandi rimwe chete rekerubhi nechifukidzo, pamativi maviri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Unoita makerubhu pahwidibiro iyoyo akati uku rimwe uku rimwe, uagadzire akabatana nayo ari kumapeto maviri ehwidibiro. Ndiko kuagadzira kwauchaaita.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ita kerubhi rimwe pamuromo mumwe nerimwe kerubhi pano mumwe muromo; uite makerubhi pamiromo yacho miviri zvive chinhu chimwe nechifunhiro chokuyananisa.
Shona 2009?
Ita kerubhi rimwe pamuromo mumwe nerimwe kerubhi pano mumwe muromo; uite makerubhi pamiromo yacho miviri zvive chinhu chimwe nechifunhiro chokuyananisa.
Shona SUB 2002 Bible
Ita kerubhi rimwe pamuromo mumwe nerimwe kerubhi pano mumwe muromo; uite makerubhi pamiromo yacho miviri zvive chinhu chimwe nechifunhiro chokuyananisa.