Exodus 25:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Taura naʋana ʋaIsraeri kuti ʋandipe cipo; munditorere cipo kunomumŋe nomumŋe unoɗa kundiitira iɀoɀo nomŋoyo wake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Taurira vaIsraeri kuti vandivigire chipiriso. Unofanira kugamuchira chipiriso changu kubva kumunhu upi noupi anosundwa nomwoyo wake kuti ape.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Udza vaIsiraeri vapire zvipo kwandiri. Munhu mumwe nomumwe ngaapire kwandiri chipo chaanoda nomwoyo wakasununguka, iwe uchindigamuchirira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Taura navana vaIsiraeri kuti vandipe chipo; munditorere chipo kune mumwe nomumwe anoda kundiitira izvozvo nomwoyo wake.
Shona 2009?
"Taura navana vaIsiraeri kuti vandipe chipo; munditorere chipo kune mumwe nomumwe anoda kundiitira izvozvo nomoyo wake.
Shona SUB 2002 Bible
“Taura navana VaIsiraeri kuti vandipe chipo; munditorere chipo kune mumwe nomumwe anoda kundiitira izvozvo nomwoyo wake.