Exodus 25:20 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Makerubi atambanudzire mapapiro awo kumsoro, akafukidza cifunhiro cokuyananisa namapapiro awo, ɀiso ɀawo ɀakatarisana; ɀiso ɀamakerubi ŋgaɀitarire kucifunhiro cokuyananisa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mapapiro amakerubhi anofanira kutambanudzirwa kumusoro, akafukidzira chifunhiro. Makerubhi anofanira kutarisana, akatarira kuchifunhiro.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Makerubhu iwayo ngaasimudzire mapapiro awo kumusoro akafukidza hwidibiro namapapiro awo akatarisana iwo akatarisa pahwidibiro,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Makerubhi atambanudzire mapapiro avo kumusoro, akafukidza chifunhiro chokuyananisa.
Shona 2009?
Makerubhi atambanudzire mapapiro avo kumusoro, akafukidza chifunhiro chokuyananisa.
Shona SUB 2002 Bible
Makerubhi atambanudzire mapapiro awo kumusoro, akafukidza chifunhiro chokuyananisa.