Exodus 25:26 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Uiitire ɀindori ɀinna ɀendarama, ugoisa ɀindori pamakona manna ari pamakumbo ayo manna.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uite mhete ina dzegoridhe dzetafura ugodzisungira kumakona mana, pane makumbo ayo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Unogadzira maringi mana endarama woaisa pamakona mana ari pamakumbo ayo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Uiitire zvindori zvina zvendarama, ugoisa zvindori pamakona mana ari pamakumbo ayo mana.
Shona 2009?
Uiitire zvindori zvina zvendarama, ugoisa zvindori pamakona mana ari pamakumbo ayo mana.
Shona SUB 2002 Bible
Uiitire zvindori zvina zvendarama, ugoisa zvindori pamakona mana ari pamakumbo ayo mana.