Exodus 25:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndico cipo camunofanira kutora kwaʋari: Ndarama, nesirveri, nendarira,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Izvi ndizvo zvipiriso zvaunofanira kugamuchira kubva kwavari: goridhe, sirivha, ndarira;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvipo zvaungagamuchire kwavari ndezvizvi zvinoti; ndarama nesirivha nendarira,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndicho chipo chamunofanira kutora kwavari: Ndarama, nesirivha, nendarira,
Shona 2009?
Ndicho chipo chamunofanira kutora kwavari: Ndarama, nesirivha, nendarira,
Shona SUB 2002 Bible
Ndicho chipo chamunofanira kutora kwavari: Ndarama, nesirivha, nendarira,