Exodus 25:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
namafuta emŋenje, neɀinonhuwira ɀamafuta okuzodza, noʋupfu ʋunonhuwira,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
mafuta omuorivhi emwenje; zvinonhuwira zvemafuta okuzodza anonhuwira uye nezvimwe zvinonhuwira;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
uyewo mafuta okuisa mumarambi netunonhuhwirira twamafuta okuzodzesa notwomurusenzi,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
namafuta emwenje, nezvinonhuwira zvamafuta okuzodza, noupfu unonhuwira,
Shona 2009?
namafuta emwenje, nezvinonhuhwira zvamafuta okuzodza, noupfu unonhuhwira,
Shona SUB 2002 Bible
namafuta emwenje, nezvinonhuwira zvamafuta okuzodza, noupfu unonhuwira,