Exodus 26:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Uite tabernakeri namacira anegumi, uaite nomuceka wakaiȿo‐naka, wakarukwa, ne ɀakarukwa ɀitema, neɀishaʋa, neɀitȿuku, ɀinamakerubi, riʋe ɓasa romunhu unogona kuruka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Uite tabhenakeri namachira gumi omucheka wakarukwa wakaisvonaka, nowebhuruu, pepuru nomutsvuku, namakerubhi akasonerwa mairi nemhizha dzamabasa amaoko.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Unofanira kugadzira tendhe rinoera sezvizvi: unotora machira gumi makuru okudzikatirisa ugadzire tendhe rinoera. Machira ngaave erineni akanaka akarukirirwa newuru yeruvara rwedenga neyeruvara rwehute netsvuku worukira mifananidzo yamakerubhu pamachira iwayo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Uite tabhenakeri namachira ane gumi, uaite nomucheka wakaisvonaka, wakarukwa, nezvakarukwa zvitema, nezvishava, nezvitsvuku, zvina makerubhi, rive basa romunhu anogona kuruka.
Shona 2009?
“Uite tabhenakeri namachira ane gumi, uaite nomucheka wakaisvonaka, wakarukwa, nezvakarukwa zvitema, nezvishava, nezvitsvuku, zvina makerubhi, rive basa romunhu anogona kuruka.
Shona SUB 2002 Bible
“Uite tabhenakeri namachira ane gumi, uaite nomucheka wakaisvonaka, wakarukwa, nezvakarukwa zvitema, nezvishava, nezvitsvuku, zvina makerubhi, rive basa romunhu anogona kuruka.