Exodus 26:19 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ita ʋo ɀigadziko ɀesirveri ɀinamakumi manna pasi pamapuraŋga anamakumi maʋiri, ɀigadziko ɀiʋiri pasi pepuraŋga rimŋe paɀiɓato ɀaro ɀiʋiri, neɀigadziko ɀiʋiri pasi perimŋe puraŋga paɀiɓato ɀaro ɀiʋiri;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye uite zvigadzika zvesirivha makumi mana kuti zvive pasi pawo, zvigadziko zviviri papuranga rimwe nerimwe, chimwe chete pasi pembambo imwe neimwe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
woita zvigadzikiro zvesirivha makumi mana zvokumisa mapango iwayo. Pabango rimwe nerimwe ngapave nezvigadzikiro zviviri. Zvigadzikiro izvozvo ngazvigumane musana pasi pezviga zviya zvamapango.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Itawo zvigadziko zvesirivha zvina makumi maviri, zvigadziko zviviri pasi pepuranga rimwe pazvibato zvaro zviviri, nezvigadziko zviviri pasi perimwe puranga pazvibato zvaro zviviri;
Shona 2009?
Itawo zvigadziko zvesirivha zvina makumi maviri, zvigadziko zviviri pasi pepuranga rimwe pazvibato zvaro zviviri, nezvigadziko zviviri pasi perimwe puranga pazvibato zvaro zviviri;
Shona SUB 2002 Bible
Itawo zvigadziko zvesirivha zvina makumi maviri, zvigadziko zviviri pasi pepuranga rimwe pazvibato zvaro zviviri, nezvigadziko zviviri pasi perimwe puranga pazvibato zvaro zviviri;