Exodus 26:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kureɓa kwejira rimŋe nerimŋe ŋgakuʋe makubiti makumi maʋiri namasere, noʋupamhi bgejira rimŋe nerimŋe makubiti manna; macira ose aenzane.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Machira ose anofanira kuva akaenzana, akareba makubhiti makumi maviri namaserea uye makubiti manab paupamhi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Machira acho ose ngaave akaenzana, kureba kwejira rimwe nerimwe ngakuite mamita gumi namaviri, kufara kwaro kuite mamita maviri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kureba kwejira rimwe nerimwe ngakuve makubhiti makumi maviri namasere, noupamhi hwejira rimwe nerimwe makubhiti mana; machira ose aenzane.
Shona 2009?
Kureba kwejira rimwe nerimwe ngakuve makubhiti makumi maviri namasere, noupamhi bwejira rimwe nerimwe makubhiti mana; machira ose aenzane.
Shona SUB 2002 Bible
Kureba kwejira rimwe nerimwe ngakuve makubhiti makumi maviri namasere, noupamhi hwejira rimwe nerimwe makubhiti mana; machira ose aenzane.