Exodus 26:24 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ŋgaaite maʋiri necenyasi; saiɀoɀo ŋgaaʋe maʋiri akaɓatanidzwa kuȿikira kumsoro kucindori cokutaŋga; ŋgaaitwe saiɀoɀo ari maʋiri, aʋe’po pamakona maʋiri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pamakona maviri aya, anofanira kuva maviri maviri kubva pasi kusvikira kumusoro, uye agadzikwe mumhete imwe chete; ose ari maviri ngaava saizvozvo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pamakona iwayo, mapango maviri epo, nechepasi, ngaarege kuti kwati kwati, kumusoro kwawo ngaabatane paringi rokutanga, ndozvaachange akaita ose ari maviri, ndiwo achave pamakona ose iwayo ari maviri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ngaaite maviri nechenyasi; saizvozvo ngaave maviri akabatanidzwa kusvikira kumusoro kuchindori chokutanga; ngaaitwe saizvozvo ari maviri, avepo pamakona maviri.
Shona 2009?
Ngaaite maviri nechenyasi; saizvozvo ngaave maviri akabatanidzwa kusvikira kumusoro kuchindori chokutanga; ngaaitwe saizvozvo ari maviri, avepo pamakona maviri.
Shona SUB 2002 Bible
Ngaaite maviri nechenyasi; saizvozvo ngaave maviri akabatanidzwa kusvikira kumusoro kuchindori chokutanga; ngaaitwe saizvozvo ari maviri, avepo pamakona maviri.