Exodus 26:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Macira mashanu ŋgaaɓatanidzwe pamŋe cete, namamŋe macira mashanu ŋgaaɓatanidzwe pamŋe cete ɀe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ubatanidze machira mashanu pamwe chete, ugoita zvimwe chetezvo namamwe mashanu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pamachira okudzikatirisa iwayo, mashanu acho ngaasonanidzwe pawo oga, mamwewo mashanu asonanidzwewo ari pawo oga.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Machira mashanu ngaabatanidzwe pamwechete, namamwe machira mashanu ngaabatanidzwe pamwechetezve.
Shona 2009?
Machira mashanu ngaabatanidzwe pamwechete, namamwe machira mashanu ngaabatanidzwe pamwechetezve.
Shona SUB 2002 Bible
Machira mashanu ngaabatanidzwe pamwechete, namamwe machira mashanu ngaabatanidzwe pamwechetezve.