Exodus 26:32 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ucirembedze pambiru inna dzomuakasia dzakafukidzwa nendarama; ɀikorekedzo ɀadzo ɀiʋe ɀendarama, ʋuye dzinofanira kumira paɀigadziko ɀadzo ɀinna ɀesirveri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Urirembedze nezvikorekedzo zvegoridhe pamatanda mana omuakasia akafukidzwa negoridhe uye amire pamusoro pezvigadziko zvina zvesirivha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jira rechidzikatiro unoriturika pamapango mana omuunga akanamatidzwa ndarama, ane zvipikiri zvendarama nechokumusoro, dzinomiswa pazvigadzikiro zvina zvesirivha.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Uchirembedze pambiru ina, dzomuakasia dzakafukidzwa nendarama, uye dzinofanira kumira pazvigadziko zvadzo zvina zvesirivha.
Shona 2009?
Uchirembedze pambiru ina, dzomuakasia dzakafukidzwa nendarama, uye dzinofanira kumira pazvigadziko zvadzo zvina zvesirivha.
Shona SUB 2002 Bible
Uchirembedze pambiru ina, dzomuakeshia dzakafukidzwa nendarama, uye dzinofanira kumira pazvigadziko zvadzo zvina zvesirivha.