Exodus 26:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kureɓa kwejira rimŋe ŋgakuʋe makubiti anamakumi matatu, noʋupamhi bgejira rimŋe makubiti manna; macira anegumi nerimŋe aenzane.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Machira ose ari gumi nerimwe anofanira kuenzana, makubhiti makumi matatuc pakureba uye makubhiti manad paupamhi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Machira acho ose ari gumi nerimwechete, ngaave akaenzana. Kureba kwejira rimwe nerimwe ngakuite mamita gumi namatatu, kufara kwaro kuite mamita maviri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kureba kwejira rimwe ngakuve makubhiti ana makumi matatu, noupamhi hwejira rimwe makubhiti mana; machira ane gumi nerimwe aenzane.
Shona 2009?
Kureba kwejira rimwe ngakuve makubhiti ana makumi matatu, noupamhi bwejira rimwe makubhiti mana; machira ane gumi nerimwe aenzane.
Shona SUB 2002 Bible
Kureba kwejira rimwe ngakuve makubhiti ana makumi matatu, noupamhi hwejira rimwe makubhiti mana; machira ane gumi nerimwe aenzane.