Exodus 27:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Unofanira kuita artari nomuakasia; kureɓa kwayo makubiti mashanu, noʋupamhi bgayo makubiti mashanu; artari ŋgaiʋe nenhiʋi inna dzakaenzana; kukwirira kwayo ŋgakuʋe makubiti matatu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Uvake aritari yamatanda omuakasia, makubhiti matatua pakukwirira kwayo; inofanira kuva namativi mana akaenzana, kureba kwayo makubhiti mashanub uye upamhi hwayo makubhiti mashanu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Unofanira kuita atari namapango omuunga akavezwa. Kureba kwayo ngakuite mamita maviri ana masendimita makumi maviri, upamhi hwayo huve mamita maviri ane masendimita makumi maviri, kukwira kwayo kuve mita imwechete ina masendimita makumi matatu. Mativi mana eatari iyoyo ngaave akaenzana.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Unofanira kuita atari nomuakasia; kureba kwayo makubhiti mashanu, noupamhi hwayo makubhiti mashanu; atari ngaive nenhivi ina dzakaenzana; kukwirira kwayo ngakuve makubhiti matatu.
Shona 2009?
“Unofanira kuita aritari nomuakasia; kureba kwayo makubhiti mashanu, noupamhi hwayo makubhiti mashanu; aritari ngaive nenhivi ina dzakaenzana; kukwirira kwayo ngakuve makubhiti matatu.
Shona SUB 2002 Bible
“Unofanira kuita atari nomuakeshia; kureba kwayo makubhiti mashanu, noupamhi hwayo makubhiti mashanu; atari ngaive nenhivi ina dzakaenzana; kukwirira kwayo ngakuve makubhiti matatu.