Exodus 27:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
napasuʋo roruʋazhe ŋgapaʋe necidzitiro cinamakubiti anamakumi maʋiri ce ɀakarukwa ɀitema, neɀishaʋa, neɀitȿuku, nomuceka wakaiȿo‐naka wakarukwa, riʋe ɓasa romusoni unogona, nembiru dzaco inna neɀigadziko ɀadzo ɀinna.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Pamukova wokupinda muruvazhe, uise chidzitiro chakareba makubhiti makumi mavirif, chewuru yebhuruu, yepepuru netsvuku uye nomucheka wakaisvonaka wakarukwa, basa romusoni anogona, namatanda mana uyewo zvigadziko zvina.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pasuo guru rokupinda munhandare ngapave nejira rokudzikatirisa rine upamhi mamita mapfumbamwe rakagadzirwa namachira erineni akanakisisa, akarukirwa achishongedzwa newuru yoruvara rwedenga neyoruvara rwehute netsvuku, rine mapango mana ane zvigadzikiro zvina.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Napasuo roruvanze ngapave nechidzitiro china makubhiti ana makumi maviri chezvakarukwa zvitema, nezvishava, nezvitsvuku, nomucheka wakaisvonaka wakarukwa, rive basa romusoni anogona, nembiru dzacho ina nezvigadziko zvadzo zvina.
Shona 2009?
Napasuo roruvanze ngapave nechidzitiro china makubhiti ana makumi maviri chezvakarukwa zvitema, nezvishava, nezvitsvuku, nomucheka wakaisvonaka wakarukwa, rive basa romusoni anogona, nembiru dzacho ina nezvigadziko zvadzo zvina.
Shona SUB 2002 Bible
Napasuwo roruvanze ngapave neketeni rina makubhiti ana makumi maviri chezvakarukwa zvitema, nezvishava, nezvitsvuku, nomucheka wakaisvonaka wakarukwa, rive basa romusoni anogona, nembiru dzacho ina nezvigadziko zvadzo zvina.