Exodus 27:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kureɓa kworuʋazhe kunofanira kuʋa makubiti anezana, noʋupamhi makubiti makumi mashanu kwose, nokukwirira makubiti mashanu; ɀiitwe nomuceka wakaiȿo‐naka wakarukwa, neɀigadziko ɀadzo ɀendarira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ruvazhe ruchareba makubhiti zanag uye makubhiti makumi mashanuh paupamhi, namachira emicheka yakarukwa yakaisvonaka yakareba makubhiti mashanui, uye nezvigadziko zvendarira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kureba kwenhandare ngakuite mamita makumi mana ana mamita mana, kufara kwayo, kuite mamita makumi maviri ana mamita maviri, nokukwira kwejira ngakuitewo mamita maviri ana masendimita makumi maviri, unamachira okudzikatirisa erineni yakanakisisa, namapango nezvigadzikiro zvendarira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kureba kworuvazhe kunofanira kuva makubhiti ane zana, noupamhi makubhiti makumi mashanu kwose, nokukwirira makubhiti mashanu; zviitwe nomucheka wakaisvonaka wakarukwa, nezvigadziko zvadzo zvendarira.
Shona 2009?
Kureba koruvazhe kunofanira kuva makubhiti ane zana, noupamhi makubhiti makumi mashanu kose, nokukwirira makubhiti mashanu; zviitwe nomucheka wakaisvonaka wakarukwa, nezvigadziko zvadzo zvendarira.
Shona SUB 2002 Bible
Kureba kworuvazhe kunofanira kuva makubhiti ane zana, noupamhi makubhiti makumi mashanu kwose, nokukwirira makubhiti mashanu; zviitwe nomucheka wakaisvonaka wakarukwa, nezvigadziko zvadzo zvendarira.