Exodus 27:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Unofanira kuiitira ʋo cakarukwa cendarira cakarukwa samambure; pamambure uite ɀindori ɀinna ɀendarira pamakona awo manna.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uyiitire chiparo, mumbure, ndarira, uye ugoita mhete yendarira pakona imwe neimwe yomumbure.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Uyezve uigadzirire sefa yendarira. Pasefa iyoyo isa maringi mana endarira pamakona ayo mana,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Unofanira kuiitirawo chakarukwa chendarira chakarukwa samambure; pamambure uite zvindori zvina zvendarira pamakona awo mana.
Shona 2009?
Unofanira kuiitirawo chakarukwa chendarira chakarukwa samambure; pamambure uite zvindori zvina zvendarira pamakona awo mana.
Shona SUB 2002 Bible
Unofanira kuiitirawo chakarukwa chendarira chakarukwa samambure; pamambure uite zvindori zvina zvendarira pamakona awo mana.