Exodus 27:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Matanda iwayo aiswe muɀindori, matanda agoʋa panhiʋi mbiri dzeartari kana ʋoitakura.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Matanda aya anofanira kupinzwa mukati memhete kuti agova kumativi maviri earitari painenge yotakurwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pakutakura atari, mapango iwayo ndookuitakurisa, ngaapfekerwe mumaringi ari mumativi ayo maviri akati uku rimwe uku rimwe.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Matanda iwayo aiswe muzvindori, matanda agova panhivi mbiri dzeatari kana voitakura.
Shona 2009?
Matanda iwayo aiswe muzvindori, matanda agova panhivi mbiri dzearitari kana voitakura.
Shona SUB 2002 Bible
Matanda iwayo aiswe muzvindori, matanda agova panhivi mbiri dzeatari kana voitakura.