Exodus 28:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Unofanira kuita ʋo homboɗo yecifuʋa yokutoŋga, riʋe ɓasa romuɓati wakacenjera; uiite ifanane neefodi, uiite nendarama, ne ɀakarukwa ɀitema, neɀishaʋa, neɀitȿuku, nomuceka wakaiȿo‐naka wakarukwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Uite chidzitiro chapachipfuva chokutanga, basa romunhu woumhizha. Uchiite chifanane neefodhi yewuru yegoridhe, nebhuruu, pepuru netsvuku, uye mucheka wakaisvonaka wakarukwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Unofanira kugadzira nyembe yepadundundu yokutonga nayo, yakanakisisa yakaitwa sezvakaitwa efodhi yakagadzirwa nejira rerineni rakanakisisa, rakarukirwa neshinda ine ruvara rwendarama newuru yeruvara rwedenga neyeruvara rwehute netsvuku.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Unofanira kuitawo hombodo yechipfuva yokutonga, rive basa romubati wakachenjera; uiite ifanane neefodhi, uiite nendarama, nezvakarukwa, zvitema, nezvishava, nezvitsvuku, nomucheka wakaisvonaka wakarukwa.
Shona 2009?
"Unofanira kuitawo hombodo yechipfuva yokutonga, rive basa romubati wakachenjera; uiite ifanane neefodhi, uiite nendarama, nezvakarukwa, zvitema, nezvishava, nezvitsvuku, nomucheka wakaisvonaka wakarukwa.
Shona SUB 2002 Bible
“Unofanira kuitawo hombodo yechipfuva yokutonga, rive basa romubati wakachenjera; uiite ifanane neefodhi, uiite nendarama, nezvakarukwa, zvitema, nezvishava, nezvitsvuku, nomucheka wakaisvonaka wakarukwa.