Exodus 28:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ŋgaiʋe nenhiʋi inna dzakaenzana, dzakaita mheto mbiri; kureɓa kwayo kuite sapanoȿika minwe, noʋupamhi bgayo sapanoȿika minwe ʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ngachienzane mativi ose ari mana, kureba kwacho sechanza choruokoa uye upamhi hwakaita sechanza choruoko, uye chipetwe kaviri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ngaive yakapetwa ruviri iine mativi mana akaenzana. Kureba nokufara kwayo ngakuite masendimita makumi maviri ana maviri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ngaive nenhivi ina dzakaenzana, dzakaita mheto mbiri; kureba kwayo kuite sapanosvika minwe, noupamhi hwayo sapanosvika minwewo.
Shona 2009?
Ngaive nenhivi ina dzakaenzana, dzakaita mheto mbiri; kureba kwayo kuite sapanosvika mimwe, noupamhi hwayo sapanosvika mimwewo.
Shona SUB 2002 Bible
Ngaive nenhivi ina dzakaenzana, dzakaita mheto mbiri; kureba kwayo kuite sapanosvika minwe, noupamhi hwayo sapanosvika minwewo.