Exodus 28:22 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Napahomboɗo yecifuʋa unofanira kuita ɀiketani ɀakafanana norwonzi, ɀendarama yakamoniwa yakaiȿo‐naka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Uite ngetani dzechidzitiro chapachipfuva dzakarukwa negoridhe rakaisvonaka, uzvimone setambo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Unozogadzira tucheni tuviri twakakoswa twendarama chaiyo yakanakisisa twokuisa panyembe yepadundundu,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Napahombodo yechipfuva unofanira kuita zviketani zvakafanana norwonzi, zvendarama yakamoniwa yakaisvonaka.
Shona 2009?
Napahombodo yechipfuva unofanira kuita zviketani zvakafanana norwonzi, zvendarama yakamoniwa yakaisvonaka.
Shona SUB 2002 Bible
Napahombodo yechipfuva unofanira kuita zviketani zvakafanana notambo, zvendarama yakamoniwa yakaisvonaka.