Exodus 28:30 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Unofanira kuisa ʋo muhomboɗo yecifuʋa yokutoŋga Urimi neTumimi, kuti ɀiʋe pamŋoyo waAroni kana acipinda pamberi paJehova; Aroni agotakura kutoŋgwa kwaʋana ʋaIsraeri pamŋoyo wake pamberi paJehova ŋguʋa dzose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uyezve uise Urimi neTumimi muchidzitiro chechipfuva, kuitira kuti vagare vari pamwoyo waAroni pose paanenge achipinda pamberi paJehovha. Nokudaro Aroni acharamba akatakura zvinhu zvokutonga nazvo vaIsraeri pamwoyo wake pamberi paJehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Unoisawo Urimu neTumimu munyembe yapadundundu yokutonga nayo, kuti Aroni, paanouya kuneni Tenzi ange ainazvo akazvipfeka pamwoyo kuitira kuti vaIsiraeri vagoziva chido chaTenzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Unofanira kuisawo muhombodo yechipfuva yokutonga Urimi neTumimi, kuti zvive pamoyo waAroni kana achipinda pamberi paJehovha; Aroni agotakura kutongwa kwavana vaIsiraeri pamoyo wake pamberi paJehovha nguva dzose.
Shona 2009?
Unofanira kuisawo muhombodo yechipfuva yokutonga Urimi neTumimi, kuti zvive pamoyo waAroni kana achipinda pamberi paJehovha; Aroni agotakura kutongwa kwavana vaIsiraeri pamoyo wake pamberi paJehovha nguva dzose.
Shona SUB 2002 Bible
Unofanira kuisawo muhombodo yechipfuva yokutonga Urimi neTumimi, kuti zvive pamwoyo waAroni kana achipinda pamberi paJehovha; Aroni agotakura kutongwa kwavana VaIsiraeri pamwoyo wake pamberi paJehovha nguva dzose.